Pular para o conteúdo
Publicidade

Trabalho

Por Bíblia Online

O trabalho é uma ordenança divina desde a criação. Deus colocou o homem no jardim para cultivar e guardar, revelando que o labor é parte do propósito humano e um meio de glorificá-lo.

Trabalho como vocação divina

Deus nos criou para trabalhar com propósito. O trabalho é expressão da imagem divina em nós e deve ser feito como para o Senhor.

Zvese zvamunoita shandai nomwoyo wese, semuri kushandira Ishe musingaitire vanhu,

Zvese zvamunoita shandai nomwoyo wese, semuri kushandira Ishe musingaitire vanhu, muchiziva kuti kubva kunaIshe muchapasiwa mubairo wonhaka ndava ndiIshe Khirisitu wamuri kushandira.

Uye zvese zvamunoita, kana zviri zvoshoko kana basa, itai zvese muzita raIshe Jesu, muchitenda Mwari Baba kuburikidza naye.

Muchiita basa nochido fanike kuna Ishe aikona kuvanhu, muchiziva kuti chese chidonaka chinoitiwa nomunhu, achatambira zvibodzibodzizvo kubva kuna Ishe, kana ari muranda kana adosununguka.

Saka kana muchija kana kumwa, kana chese chamunoita, itai zvese kuti Mwari akudziwe.

Nokudaro, hama dzangu dzinodikana, mirai mudosimba, pasinai chinokutsukunyutsai, nyanyitsai kuita basa raIshe, muchiziva kuti muna Ishe kushanda kwenyu hakusi kwomahara.

Zvese zvamunoita mbazviitiwe murudo.

Diligência e recompensa

A mão diligente enriquece, mas a preguiça traz pobreza. A Bíblia valoriza o esforço honesto, dedicado e perseverante em toda obra.

Planejamento e excelência

A excelência no trabalho honra a Deus. Devemos nos dedicar com competência, entregar nossos planos ao Senhor e buscar o melhor em cada tarefa.

Ita nopaunogona napo pese kuzviisa pamberi paMwari uri munhu adokodzera, mushandi asingafanire kunyadzisiwa anobata zvidonaka shoko rochokwadi,

Ita nopaunogona napo pese kuzviisa pamberi paMwari uri munhu adokodzera, mushandi asingafanire kunyadzisiwa anobata zvidonaka shoko rochokwadi,

Magwaro yese yadofemehwa naMwari, futi yanobatsira kudzidzisa, kutsiura, kunhadzirisa, nokupingudza mukururama, kuti munhu waMwari ave adokwana zvizere, adonhadzirihwa basa rese ridonaka.

Itai zvinhu zvese musinganyunyute kana kuita nharo, kuti muve vanhu vasinai chavanonenedzehwa novadochena, vana vaMwari vasinai murandu pakati porudzi ridopombonyoka, ridotaika ramuri pakati parene muchivhenekera kunge nyenyedzi mudenga,

O contentamento no trabalho

Deus nos dá a capacidade de desfrutar do nosso trabalho. Poder comer, beber e encontrar satisfação em nosso labor é um dom divino.

A responsabilidade cristã

O cristão deve trabalhar com suas próprias mãos, viver dignamente e ser exemplo de dedicação. Quem não trabalha, não coma.

Ndava nopatanga tinaimimi, tidokurairai zvakarezvi, "Kana pano asingadi kushanda, mbaareke kuja."

Ndava tiri kunzva kuti vamwe venyu vadondogara, vanondopambara, vasingaite basa. Manje tinoraira vanhu vakarevo nokuvakurudzira muna Ishe Jesu Khirisitu kuti vaite basa ravo vadonyarara vachizviwanira zvinovachidza.

kuti mude kugara mudodekhara, muchifunga pamusoro pozvinhu zvenyu mega basi, nokushanda nomanja yenyu, sezvatidokurairai. Kuti pakurarama kwenyu muzvitorere kuremekedzewa novokunze, futi musingavimbe noumwe munhu.

Mbavha mbaireke kudzoba pakare, asi mbaashandewo, aite basa nokutendeka nomaoko yache, kuti agonewo kupasa vanoda kuyamuhwa.

Uye Mwari anogona kukupasai ropafadzo rese ridowanda, kuti pazvinhu zvese nopanguwa dzese muve nozvidokwana zvichiwanziwa pakuita basa rese ridonaka.

Nokudaro, zororo roSabata rovanhu vaMwari richiripo. Nokuti ani naani anopinda pazororo raMwari anoreka mabasa yache sezvidoita Mwari pamabasa yache.

Nangarai tushiri tomudenga, hatujari kana kukohwa kana kuunganidzira muzvitura, asi zvidodaipo Baba venyu vokudenga vanotuposha! Ko imipa mudokoshaba kutukunda?

Mbani angakuhwadzisei kana muchishingairira kuita zvidonaka?

Chokwadi ndinokunyepai, uyo anotenda kwandiri achaitawo mabasa yandinoita, futi achaita mabasa yadokuritsa kukunda yakareya, ndava ndinoenda kuna Baba.

Asi handiverenge upenyu hwangu kuti ndohwomhando kana hudokosha kwandiri, ndinondoda kupedzisa hwendo hwangu basi noushumiri hwandidotambira kubva kunaIshe Jesu, kupa chapupu kunhau idonaka yonyasha dzaMwari.

Zvichenjererei kuti mureke kupukunyukiwa nozvamudoshandira, asi kuti mupasiwe mubairo udozara.

Seja o primeiro