Publicidade

Vida eterna

Por Bíblia Online

A vida eterna é a promessa central do evangelho. Não se trata apenas de duração infinita, mas de qualidade de vida em comunhão com Deus, começando aqui e se estendendo pela eternidade.

O dom gratuito da vida eterna

A vida eterna é um presente de Deus, não resultado de obras humanas. É dada gratuitamente a quem crê em Jesus Cristo.

Nokuti Mwari adoditsa nyika zvokutoipasa Mwanakomana wache mubodziyo, kuti wese anotenda kwaari areke kupfa, asi ave noupenyu husingapere.

Nokuti Mwari adoditsa nyika zvokutoipasa Mwanakomana wache mubodziyo, kuti wese anotenda kwaari areke kupfa, asi ave noupenyu husingapere.

Ndava mubairo wochitema ipfa, asi chipo chaMwari, upenyu husingapere muna Khirisitu Jesu Ishe wedu.

Ndava mubairo wochitema ipfa, asi chipo chaMwari, upenyu husingapere muna Khirisitu Jesu Ishe wedu.

Ndava mubairo wochitema ipfa, asi chipo chaMwari, upenyu husingapere muna Khirisitu Jesu Ishe wedu.

Futi uhu ndihwo upenyu husingapere, kuti vakuzivei imimi Mwari wega wochokwadi, naJesu Khirisitu wamudotuma.

Futi uhu ndihwo upenyu husingapere, kuti vakuzivei imimi Mwari wega wochokwadi, naJesu Khirisitu wamudotuma.

Futi uhu ndihwo upfakazi hwokuti, Mwari adotipasa upenyu husingapere. Upenyu hwakarehu huri muMwanakomana wache.

Zvakarezvi ndizvo zvaadotivimbisa, upenyu husingapere.

Asi ndidoitihwa tsitsi nondava yakarei, kuti mandiri iyeni mutadzi adokungudza, Jesu Khirisitu anangidze mwoyo murefu wache zvichiva muenzaniso kuno vaye vanodzotenda kwaari kuti vave noupenyu husingapere.

A certeza para quem crê

Quem está em Cristo tem a certeza de que passou da morte para a vida. Nada pode arrebatar o crente da mão de Deus.

"Ndinokunyairirai zvochokwadi, uyo anonzva Shoko rangu achitenda kuna iyeyo adondituma, anoupenyu husingapere, haauye pakutongewa, asi wabirika muipfa wapinda muupenyu. Ndinokunyepai chokwadi ndichiti, nguwa iri kuuya, izvozvi yatosvika, apo vadopfa vachanzva dzinga roMwanakomana waMwari, futi vacharinzvavo vachararama.

Uyo anotenda kuMwanakomana anoupenyu husingapere, uyo asingatetekere Mwanakomana haazoona upenyu, asi ukari hwaMwari huchagara pamusoro pache.

Uyo anotenda kuMwanakomana anoupenyu husingapere, uyo asingatetekere Mwanakomana haazoona upenyu, asi ukari hwaMwari huchagara pamusoro pache.

Kwakareku ndiko kuda kwoadondituma, kuti ndireke kurasikihwa kana nomubodzi panovese vaadondipasa, asi kudzozvimutsa pazuva rokupedzisira. Nokuti uku ndiko kuda kwaBaba wangu, kuti wese anonangara Mwanakomana nokutenda kwaari anofanira kuva noupenyu husingapere, futi ndichamumutsa nozuva rokupedzisira."

Chokwadi ndinoti kwamuri, uyo anotenda anoupenyu husingapere.

Mahwai yangu yanonzva dzinga rangu, futi ndinoyaziva, pakamu yanonditevera, futi ndinoyapasa upenyu husingapere, futi yanopfaba, hapanai achadzoyabvuta mujanja rangu.

futi ndinoyapasa upenyu husingapere, futi yanopfaba, hapanai achadzoyabvuta mujanja rangu. Baba vangu vadondipasa iyo, mbakuru kuno vese, futi hapanai anokona kuyabvuta mujanja raBaba. Inini naBaba tiri mubodzi."

Futi uhu ndihwo upfakazi hwokuti, Mwari adotipasa upenyu husingapere. Upenyu hwakarehu huri muMwanakomana wache. Wese ano Mwanakomana anoupenyu, asi wese asinai Mwanakomana waMwari haanai upenyu.

Upenyu Husingapere

Ndiri kunyora zvakarezvi kwamuri vanotenda muzita roMwanakomana waMwari kuti muzive kuti munoupenyu husingapere.

Upenyu Husingapere

Ndiri kunyora zvakarezvi kwamuri vanotenda muzita roMwanakomana waMwari kuti muzive kuti munoupenyu husingapere.

O caminho para a eternidade

Jesus é o caminho para a vida eterna. Crer nele, segui-lo e perseverar na fé são os passos que nos conduzem à eternidade com Deus.

asi wese anomwa mvura yandichamupasa anodzonzvaba nyota pakare. Mvura yandichamupasa ichava maari chithubu chinobirika mvura inothubukira kuupenyu husingapere."

Rekai kushandira kuti muwane zvokuja zvinoparara, asi zvokuja zvinogara kusvikira kuupenyu husingapere. Ndizvo zvamunopasiwa noMwanakomana woMunhu nokuti paari Mwari Baba vadoisa chisimbiso."

Zvino vadoti kwaari, "Tingaitei kuti tiite mabasa yanodiwa naMwari?"

Jesu adovapindura achiti, "Basa raMwari ndorokuti mutende uyo waadotuma."

Simoni Pita adomupindura, "Ishe, tingaende kunani? Ndimi munomazvi youpenyu husingapere.

Musuwo Udosvanika

"Pindai nomusuwo udosvanika, ndava musuwo udophanyuka nonzira idoreruka kutekaira inoenda pakuparadziwa, novanopinda nayo mbazinji Nokuti musuwo udosvanika nonzira inonetsa, inoenda kuupenyu, vanoiwana mbashoma."

Musuwo Udosvanika

"Pindai nomusuwo udosvanika, ndava musuwo udophanyuka nonzira idoreruka kutekaira inoenda pakuparadziwa, novanopinda nayo mbazinji Nokuti musuwo udosvanika nonzira inonetsa, inoenda kuupenyu, vanoiwana mbashoma."

Uyo anoda kuchidza upenyu hwache achataikihwa nahwo, nouyo anotaikihwa noupenyu hwache nokuda kwangu achahuwana.

Zvino vachaenda kumurango wokusingapere, asi vadorurama kuupenyu husingapere."

Jesu adovapindura achiti, "Chokwadi ndinokunyepai, hapanai munhu adosiya imba kana vana kana vakoma novanin’inaina kana hanzvadzi kana minda nokuda kwangu kana kwovhangeri, asingadzotambira zvidopetewa kazana zvino, muupenyu hwakarehuno, dzimba, vakoma novanin’inaina, hanzvadzi, anamai, vana, minda nokutambudziwa, uye munyika ichauya achava noupenyu husingapere.

Mufananidzo womuSamariya Adonaka

Zvino gweta, ridosumuka richimuedza richiti, "Mudzidzisi, chii chandingaite kuti ndigare nhaka youpenyu husingapere?"

Adoti kwaari, "Chii chidonyohwa mumutemo? Unoverenga tini?"

Futi adopindura achiti, "Unofanira kuda Ishe Mwari wako nomwoyo wako wese, nomweya wako wese, nosimba rako rese, nokufunga kwako kwese, nokuda muvakhidzani wako sekuda kwaunozviita."

Futi adoti kwaari, "Wapindura zvidokohoroka, enda woita zvakarezvi, urarame."

Ihwa kuhwa kudonaka kwokutenda, batitsitsa upenyu husingapere hwaudodaidzihwa paudopasa upfakazi hudonaka pamberi popfakazi dzidowanda.

Ihwa kuhwa kudonaka kwokutenda, batitsitsa upenyu husingapere hwaudodaidzihwa paudopasa upfakazi hudonaka pamberi popfakazi dzidowanda.

Perseverança e glória futura

A vida eterna exige perseverança. Os sofrimentos presentes não se comparam com a glória que será revelada. Deus nos guardará até o fim.

Avo vano mwoyo murefu pakuita zvidonaka ndivo vanotsvaga kubhwinya, kuremekedzewa nokusapfa, ndivo vaachapasa upenyu husingapere.

kuitira kuti, sekutonga kudoita chitema chiri muipfa, mutsa dzitongewo daro kuburikidza nokururama kunouyisa upenyu husingapere huri muna Jesu Khirisitu Ishe wedu.

Kubhwinya Kwonguwa Inouya

Ndinoti kutambudzika kwedu kwamanji kunokodzeraba kuenzanisiwa nokubhwinya kuchanangidziwa kwatiri.

Ndava kutambudzika kwedu kwonguwa ino kudoreruka kuri kutiendesa pakubhwinya kusingapere kuno chiremera chinokunda zvese.

Ndava hatinangare kuzvinhu zvinooneka, ndava zvinooneka nzvonguwa idiki, asi zvisingaoneke nzvarini narini.

Rekai kunyengedzewa, Mwari haasekewe, ndava chese chinojariwa nomunhu ndicho chaanokohwa. Kana ukajara zvinofadza zvido zvounhu hwokare, anokohwa kuora kunobva paunhu hwokare, ukajara zvinofadza Mweya, anokohwa upenyu husingapere hunobva paMweya.

Kana ukajara zvinofadza zvido zvounhu hwokare, anokohwa kuora kunobva paunhu hwokare, ukajara zvinofadza Mweya, anokohwa upenyu husingapere hunobva paMweya.

Nokudaro anogona kuponesa nguwa dzese vaye vanonyedza kuna Mwari kuburikidza naiye, nokuti anorarama nguwa dzese kuti avanyengeterere.

Uye mumasure mokushupika kwonguwa ipfupi, Mwari wonyasha adokudaidzirai kubhwinya kwache kusingapere, iye pachake achakudzoreredzai, akutsigirei nokukusimbisai.

Asi imimi, vadikani, zvivakhei mukutenda kwenyu kutsvene, munamate muMweya Mutsvene, muzvichengete murudo raMwari pamunenge muchimirira tsitsi dzaIshe wedu Jesu Khirisitu kuti dzikuisei kuupenyu husingapere.

A eternidade com Deus

A Bíblia descreve a plenitude da vida eterna: sem dor, sem lágrimas, em perfeita comunhão com Deus para sempre.

Ipopo ndidonzva izvi rinoruzha ridobva pamupando woushe richiti, "Nangarai, ugaro hwaMwari huri pakati povanhu. Achagara navo, ivo vachava vanhu vache, Mwari pachake achava navo, wova Mwari wavo. Achapisika misodzi yese pamatama yavo, hapachinai ipfa kana kurira kana mhere kana kudzimbiwa nokuti zvinhu zvokare zvapfuura."

"Ndini Arufa naOmega," ndizvo zvinonyaira Ishe Mwari, aripo, wanga aripo, noachadzovapo Womasimba yese.

Nyika nokuchiva kwayene zvinopfuura, asi wese anoita kuda kwaMwari anogara nokusingapere.

Seja o primeiro
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-