Publicidade

Isaías 45

9 "Ane nhamo uyo anokakavadzana noMuiti wake,

iye anongova chaenga pakati pezvaenga pamusoro pevhu.

Ko, ivhu ringati kumuumbi,

‘Uri kugadzirei?’

Ko, basa rako rinoti here,

‘Uyu haana maoko?’

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-22_10-02-25-