25 Asi zvanzi naJehovha,
"Hongu vatapwa vachatorwa kubva kumhare,
uye zvakapambwa kubva kune anotyisa;
ndicharwa nevanorwa newe,
uye vana vako ndichavaponesa.
25 Asi zvanzi naJehovha,
"Hongu vatapwa vachatorwa kubva kumhare,
uye zvakapambwa kubva kune anotyisa;
ndicharwa nevanorwa newe,
uye vana vako ndichavaponesa.