Pular para o conteúdo
Publicidade

Isaya 54

4 "Usatya hako: haunganyadziswi.

Usatya kunyadziswa; haunganinipiswi.

Uchakanganwa nyadzi dzapaudiki hwako,

uye hauzorangaririzve kunyadzisa kwouchirikadzi hwako.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também