8 Ipapo ndakanzwa inzwi raJehovha richiti, "Ndiani wandichatuma? Uye ndiani achatiendera?"
Ini ndakati, "Ndiri pano! Nditumei!"