Pular para o conteúdo
Publicidade

Isaya 6

9 Iye akati, "Enda undoudza vanhu ava uti,

" Munogara muchinzwa, asi hamumbonzwisisi;

munogara muchiona, asi hamuonesesi.

10 Ita kuti mwoyo yavanhu ava isindimare;

ita kuti nzeve dzavo dzisanzwisise

uye vatsinzine meso avo.

Nokuti vangaona nameso avo,

nokunzwa nenzeve dzavo,

vakanzwisisa nemwoyo yavo,

vakadzoka vakaporeswa."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também