6 Nokudalo, tilosima unshaji wose, toziba kuti kana tichimumbili, tiko kule naTezi, 7 nokuti tokwenda nokudimbwa, kusi nokubona. 8 Tina myoyo, akale tokwemuja kubhuda mumbili yoyu, akale tibe kusha naTezi. 9 Kojoba tili kusha kana tisi kwakale, tinota kuti chibe chinangwa chedu kuunshantisa.
Publicidade