Pular para o conteúdo
Publicidade

Família

Por Bíblia Online

A família é a primeira instituição criada por Deus. Ele a projetou para ser escola de amor, fé e formação de caráter. A Bíblia honra a família e nos ensina a cuidar dela.

Eu e minha casa

Eu e minha casa serviremos ao Senhor. A família que serve a Deus juntos permanece unida e fortalecida em todas as circunstâncias.

Ivo vadoti, "Tenda muna Ishe Jesu, uchaponesewa, iwewe novoimba yako."

Criar os filhos

Instrui a criança no caminho em que deve andar. O lar é a primeira escola de fé e obediência.

Anababa, rekai kusora muchikaripisa vana venyu, asi varerei mukurovedzera nomukuraira kwaIshe.

Anababa, rekai kusora muchikaripisa vana venyu, asi varerei mukurovedzera nomukuraira kwaIshe.

Vana noVabereki

Vana, tetekerai vabereki venyu muna Ishe, nokuti zvakarezvi ndizvo zvidokohoroka. "Remekedza baba vako namaako" (wakareyu ndiwo murairo wokuthanga uno chivimbiso),

Honrar e amar

Honra teu pai e tua mãe. A família funciona com perdão, paciência e amor incondicional entre todos os seus membros.

kudza baba vako namaako, futi unofanira kuda muvakhidzani wako sekuda kwaunozviita."

Dzidziso pamusoro poKusarambana

Zvino Jesu paadopedza kunyaira kwakareku, adobirika kubva muGaririya achipinda mumatunhu yoJudhiya kumhiri kwohwizi Jorodhani, mhomho dzikuru dzovanhu dzidomutevera iye ndokuvaporesa kwakareko.

Zvino vamwe vaFarisi vadouya kwaari vachimuedza ndokumubvunza vachiti, "Zviri pamutemo chere kuti munhu arambe mukadzi wache nochikonzero chipi zvachene?"

Adopindura, "Hamunai nai kuverenga kuti iye nyakuvasika kubva pakuthanga adovaita munhurume nomunhukadzi, achibva wati, Nochikonzero chakarecho murume achasiya baba vache naamai vache achibatanidziwa nomukadzi wache, vairivo vobva vava muviri mubodzi?Nokudaro vachiriba vairi asi vava muviri mubodzi. Icho chabatanidziwa naMwari mbapareke ndipo kuva nomunhu anochikwachura."

Vadoti kwaari, "Manje sei Mozisi adoraira kuti murume apereke gupuro kumukadzi womuendesa?"

Jesu adoti kwavari, "Noukukutu hwomwoyo yenyu Mozisi adokubvumirai kuramba vakadzi venyu, asi kubva pamavambo zvanga zvisinai kudaro. Futi ndinoti kwamuri, wese anoramba mukadzi wache nondava yochimwe chikonzero chisiri uhure, akaroora umwe watoita upombwe."

Vadzidzi vache vadoti kwaari, "Kana zvidodaro pamurume nomukadzi wache hasa kundoreka kuroora."

Asi iye adoti kwavari, "Havasi vese vanhu vanotambira kutaura kwakareku, kusiya kwaivo chete vadopasiwa kuti vazvikwanise. Ndava pano ngomwa dzidondozvahwa dzidodaro, pova nongomwa dzokusunuriwa novanhu, poita ngomwa dzidozviita ngomwa dzega nondava youmambo hwokudenga. Anokwanisa kuzvitambira, mbaazvitambire."

Jesu Anoropafadza Vana

Zvino vana vadiki vadoisiwa kwaari kuti avaturike manja yache achivanamatira. Vadzidzi vadodzumidza vanhu, asi Jesu adoti, "Rekai vana vauye kwandiri, rekai kuvarambidza, ndava vadodaiva umambo hwokudenga ngwavo."

Wabva kuvaturika manja yache adobva waenda.

Jaha Mupfumi

Ipopo pano adouya kwaari achiti, "Mudzidzisi, "Chii chidonaka chandinofanira kuita, kuti ndive noupenyu husingapere?"

Zvino Jesu adoti kwaari, "Unondibvunzireiko pamusoro pochidonaka? Panomubodzi basi adonaka. Kana uchida kupinda muupenyu, chengeta mirairo."

Adoti kwaari, "Ipi yacho?"

Jesu adoti, "Reka kubaya, reka kuita upombwe, reka kuba, reka kuita upfakazi hwomabhwodo, kudza baba vako namaako, futi unofanira kuda muvakhidzani wako sekuda kwaunozviita."

Jaha ridoti kwaari, "Zvese zvakarezvi ndidozvichengeta, chii chandichiri kusaya?"

Jesu adoti kwaari, "Kana uchida kukwana, enda kotengesa zvaunazvo upase varombo ipopo uchava nopfuma kudenga, wouya kudzonditevera."

Jaha paridonzva izvozvo ridoenda ridododoma kaso, ndava ranga rino zvinhu zvidowanditsa.

Zvino Jesu adoti kuvadzidzi vache, "Chokwadi ndinoti kwamuri, zvichaoma kuti mupfumi apinde muumambo hwokudenga. Futi ndinokunyepai kuti, zvidopusira ngamera kupinda nopakaboo konariti panokuti mupfumi apinde muumambo hwaMwari."

Vadzidzi pavadonzva zvakarezvo vadoshamisika chaizvo ndokuti, "Zvino mbani angaponesewe?"

Asi Jesu adovanangara ndokuti kwavari, "Novanhu izvi hazvikwanisike, asi naMwari zvinhu zvese zvinokwanisika."

Ipopo Pita adoti, "Onai, isisu tidosiya zvese tichikuteverai. Chii zvino chatichawana?"

Jesu adoti kwavari, "Ndinokunyepai chokwadi, pakuvandudziwa kwozvinhu zvese, Mwanakomana woMunhu paanenge wagarikika pamupando wache woushe unoyetima, achitonga marudzi gumi nomairi yovaIzirairi. Pakare wese adosiya dzimba kana vakoma kana hanzvadzi kana baba kana amai kana vana kana minda nondava yangu achatambira zvidopetewa kazana uye nhaka youpenyu husingapere. Asi vazinji vari vokuthanga vachava vokupedzisira, novazinji vokupedzisira vova vokuthanga.

Ivai notsitsi futi muchiyamurana, moregererana fanike kuregerehwa kwamudoitiwa naMwari muna Khirisitu.

zvidodaro, umwe noumwe mbaade mukadzi wache kunge kuzvida kwaanoita, futi munhikadzi mbaone kuti anoremekedza murume wache.

Kana umwe munhu achiti, "Ndinoda Mwari," achizonda hama yache, anobhwodoka, ndava uyo asingade hama yache yaanoona, haangade Mwari waasinai kuona.

Cuidar da família

Quem não cuida dos seus negou a fé. A família é responsabilidade sagrada — prover, proteger e abençoar é mandamento divino.

Kana munhu asingariritire hama dzache, kunyanyitsa vomumhuri yache, wakareyo wabirika mukutenda zvidokungudzirafuti kukunda asingatende.

Kana munhu asingariritire hama dzache, kunyanyitsa vomumhuri yache, wakareyo wabirika mukutenda zvidokungudzirafuti kukunda asingatende.

Asi kana mujiche anovana novazukuru, mbavathange kudzidza basa rochinamato kumhuri yavo norokudzotsera zvidonaka zvavadoitihwa novabereki vavo, ndava zvakarezvi ndizvo zvinofadza Mwari.

Kupesana mukherekhe

Ndinokukumbiritsai, hama, nozita raIshe wedu Jesu Khirisitu, kuti mese mubvumirane kuti pakati penyu pareke kuva nokupesana, asi mubatane papfungwa ibodzi nochinangwa chibodzi.

Unidade familiar

A coroa dos velhos são os filhos dos filhos. O casamento, os filhos e a comunhão familiar são bênçãos de Deus.

Casamento e família

O homem deixará pai e mãe e se unirá à sua mulher. A família começa no casamento — aliança sagrada diante de Deus.

Asi kubva pakusikiwa, Mwari adovaita murume nomukadzi. Nochikonzero chakarecho murume achasiya baba vache namaache (anamatirane nomukadzi wache). Vairi vakarevo vachava nyama ibodzi. Saka vanenge vachiriba vairi asi nyama ibodzi. Saka chabatanidziwa naMwari mbaparege kudzova nomunhu anochikwachanura."

Manje kana imipa vadoipa, muchiziva kupasa vana venyu zvidonaka, Baba vari kudenga vanokungudzirabafuti nai kupasa Mweya Mutsvene kuno avo vanovakumbira!"

Hama dzinodiwa, izvozvi tiri vana vaMwari, futi hazvinati zvanangidziwa kuti tichava vadoita tini. Asi tinoziva kuti Khirisitu paanooneka, tichafanana naye, ndava tichamuona sezvaadoita chaizvo. Wese anotariro yakarei maari anozvichenesa fanike machenero yaadoita.

Seja o primeiro