Paz
A paz é um dos frutos do Espírito e uma promessa central de Jesus: 'Deixo-vos a paz, a minha paz vos dou.' A Bíblia nos chama a buscar, cultivar e viver na paz de Deus.
A paz de Cristo
Jesus é o Príncipe da Paz. Antes de partir, prometeu aos discípulos uma paz que o mundo não pode dar nem tirar — paz sobrenatural em meio às tribulações.
Ndinokusiirai runyararo, runyararo rangu ndinokupasai. Handikupasei sekupasa kunoita nyika. Mwoyo yenyu mbaireke kutambudzika, futi rekai kucha.
Ndinokusiirai runyararo, runyararo rangu ndinokupasai. Handikupasei sekupasa kunoita nyika. Mwoyo yenyu mbaireke kutambudzika, futi rekai kucha.
Ndakunyairirai zvakarezvi, kuti muve norugare mandiri. Munyika munotambudziwa, asi tsungai mwoyo, inini ndakunda nyika."
Ndakunyairirai zvakarezvi, kuti muve norugare mandiri. Munyika munotambudziwa, asi tsungai mwoyo, inini ndakunda nyika."
Pavanga vachitaura zvakarezvo, Jesu pachake adomira pakati pavo.
Paz com Deus
Justificados pela fé, temos paz com Deus por meio de Cristo. Ele é a nossa paz, que derrubou a barreira e nos reconciliou.
Sezvo tidoruramisiwa nokutenda, tino runyararo kuna Mwari kuburikidza naIshe wedu Jesu Khirisitu.
Nokuti ndiye rugare redu, adoita vairi kuti vave munhu mubodzi, futi adokoromora madziro yoruvengo yanga yachikonzera kutsvatsvana, nokuparadza mutemo nomurairo, kuti asike maari munhu mubodzi mutsva panzvimbo yovairi, achiita rugare nozvakarezvo,
uye kuti naye ayananise zvinhu zvese kwaari, zvingave zviri panyika kana zviri kudenga, achiita runyararo nogazi rache ridodeuhwa pamuchinjikwa.
Kunovese vari kuRoma vadodiwa naMwari vadodaidziwa kuti vave vatsvene.
Mutsa norugare zvinobva kuna Mwari Baba vedu nokuna Ishe wedu Jesu Khirisitu mbazvive kwamuri.
Mutsa norugare zvinobva kuna Mwari Baba vedu nokunaIshe Jesu Khirisitu mbazvive kwamuri.
Mutsa norugare zvinobva kuna Mwari Baba naIshe wedu Jesu Khirisitu mbazvive kwamuri.
A paz que excede o entendimento
A paz de Deus, que excede todo entendimento, guarda nosso coração e mente. Ela vem da confiança no Senhor e da entrega total a Ele.
Rekai kunetseka pamusoro pochinhu kana nochibodzi zvachene, asi pazvinhu zvese kukumbira kwenyu mbakuzivisiwe Mwari kuburikidza nomunyengetero, nokukumbira, pabodzi nokupasa kutenda. Zvino rugare raMwari, rinokunda kunzvitsitsa kwese, richachengeta mwoyo yenyu nomifungo yenyu muna Khirisitu Jesu.
Zvese zvamudodzidza nozvamudotambira nozvamudonzva nozvamudoona mandiri, itai zvakarezvo, ipopo Mwari worugare achava nemi.
Zvese zvamudodzidza nozvamudotambira nozvamudonzva nozvamudoona mandiri, itai zvakarezvo, ipopo Mwari worugare achava nemi.
Motendera rugare raKhirisitu kuti ritonge mumwoyo yenyu nokuti ndizvo zvamudodaidzihwa mumuviri mubodzi. Uye pasai kutenda.
Motendera rugare raKhirisitu kuti ritonge mumwoyo yenyu nokuti ndizvo zvamudodaidzihwa mumuviri mubodzi. Uye pasai kutenda.
Promotores da paz
Bem-aventurados os pacificadores, porque serão chamados filhos de Deus. A Escritura nos chama a buscar e promover a paz em todos os relacionamentos.
Vadokomborehwa vanoyananisa,
ndava vachanzi vana vaMwari.
Vadokomborehwa vanoyananisa,
ndava vachanzi vana vaMwari.
Pazvinokwanisika pese, garai murunyararo nomunhu wese.
Saka nopatinogona napo mbatiedzei kuita zvinouyisa runyararo nokuvakhana.
Ndava Umambo hwaMwari hakusi kuja nokumwa, asi nghururama, norunyararo nomufaro muMweya Mutsvene,
Tsvagai kuva norugare novanhu vese, uye noutsvene nokuti kunze kwahwene hapanai achaona Ishe.
Tsvagai kuva norugare novanhu vese, uye noutsvene nokuti kunze kwahwene hapanai achaona Ishe.
Ndava
"Wese anoda upenyu
nokuona mazuva yadonaka
anofanira kuchengeta chirimi chache kubva pazvidoipa nomuromo wache
kubva pakunyaira zvinonyengera.
Anofanira kubirika pazvidoipa achiita zvidonaka,
anofanira kutsvaga runyararo nokuritevera.
Anofanira kubirika pazvidoipa achiita zvidonaka,
anofanira kutsvaga runyararo nokuritevera.
O fruto da paz
A sabedoria que vem do alto é pacífica. O fruto da justiça se semeia em paz por aqueles que cultivam a paz com mansidão.
Vayananisi vanojara murunyararo vanokohwa goho rokururama.
Vayananisi vanojara murunyararo vanokohwa goho rokururama.
Asi uchenjeri hunobva kudenga chokuthanga hudochena, hunofarira runyararo, hudopfava, hunozvideredza, huzere notsitsi nochibereko chidonaka, hahunai rusaruro hahusi hwomusese.
Asi chibereko choMweya ndiro rudo, mufaro, runyararo, mwoyo murefu, tsitsi, kunaka, kutendeseka,
Zvino kwokanguwa kuranga kwese hakufadze, asi kunodzimba pamasure kunobereka chibereko chorugare chinouyisa kururama kuno vadodzidzisiwa nako.
Paz interior e descanso
Aquietai-vos e sabei que Eu sou Deus. A paz do Senhor acalma tempestades, silencia medos e sustenta a alma em todo tempo.
Iye adomuka ndokubva wadzuma duthu, ndokukaruza gungwa achiti, "Dekhadzika urose!" Ipopo duthu ridomira, ndokubva kwadekhara.
Ipopo Jesu adoti kwaari, "Mwanasikana kutenda kwako kwakuporesa. Enda zvako norugare, usununguke kubva padambudziko rako."
Mwinyu udonaka, asi kana wataya kuvava kwawene kuchadzotsehwa tini?
Ivai nomwinyu mamuri, muve norugare pakati penyu."
Anunciadores da paz
Como são formosos os pés dos que anunciam boas novas de paz! O evangelho é a mensagem de paz para todos os povos.
Anga vangaparidze tini pasinai wavatuma? Sekunyohwa kwazvidoitiwa, "Manakiroba peno yadzene tsoka dzinouya nonyaya dzidonaka!"
"Kubhwinya mbakuve kuna Mwari Wokumusorosoro,
nopanyika mbapave norugare pakati povanhu vanomufadza!"
Vaiti, "Adokomborehwa Mambo anouya muzita raIshe! Runyararo kudenga nokubhwinya kumusorosoro!"
futi mudosimira shangu mutsoka dzenyu mugadziriro yovhangeri rorunyararo,
O Deus da paz
Que o Deus da paz esteja com todos vocês. Ele nos santifica por completo e nos guarda irrepreensíveis para a vinda do Senhor.
Mwari worunyararo mbaave naimimi mese. Ameni
Zvino Ishe worunyararo pachake mbaakupasei runyararo nguwa dzese nomutoo wese. Ishe mbaave naimimi mese.
Zvino Mwari worugare adodzotsa pakare kubva kuvadopfa Ishe wedu Jesu, nyakabusa mukuru womahwai, nogazi rochibvumirano chisingapere,
ndava Mwari haasi wonyongano asi ngworunyararo.
Asi sezvidoita mukherekhe dzese dzovatsvene,
Paz, santidade e unidade
A paz exige esforço: guardar a unidade do Espírito, evitar contendas e buscar a santidade. Sem paz e santidade, ninguém verá o Senhor.
Vavarirai chaizvo kuchengeta kubatana kwoMweya muchisungo chorugare.
Vavarirai chaizvo kuchengeta kubatana kwoMweya muchisungo chorugare.
Tiza kuchiva kudoipa kwoukomana utevere kururama, kutenda, rudo norunyararo pabodzi novaye vanodaidza Ishe nomwoyo udochena.
muitirane mwoyo murefu, muchiregererana kana umwe watadzira umwe, sekuregerehwa kwamudoitiwa naIshe, naizvozvo munofanira kuregerera.
Runyararo notsitsi mbazvive pamusoro wese anofamba nomurau wakareyu, munhu adodaroyo ndiye, muIzirairi waMwari.
Dai tsitsi, norugare, norudo zvaingidzihwa kwamuri.
Paz e fé
O Deus da esperança nos encha de paz e alegria no crer. Quem mantém o pensamento firme no Senhor experimenta paz perfeita.
Dai Mwari wotariro wakuzazai nomufaro wese norunyararo pakuvimba kwenyu naye, kuitira kuti kuburikidza nosimba raMweya Mutsvene kugurupira kupfachukire mamuri.
Kufunga kwounhu hwakare, ipfa, asi kufunga kunotongewa noMweya, upenyu norunyararo,
Kufunga kwounhu hwakare, ipfa, asi kufunga kunotongewa noMweya, upenyu norunyararo,
kuparadza nokubonera ndizvo zviri munzira yavo,
nonzira yorunyararo vanoizivaba.
"Kucha Mwari hakupo mumaziso mavo."
Zvino adoti kumukadzi, "Kutenda kwako kwakuponesa, enda zvako murunyararo."
Paimba yese yamunopinda, thangai kuti, ‘Rugare mbarive muimba ino!’
Kuti kana asingakone, atumire nhume kuno umwe wacho achiri kurefu achikumbira runyararo.
Kana imba yacho ichikodzera, rugare hwenyu mbahuuye pavari, asi kana isingakodzere, rugare hwenyu mbahudzokere kwamuri.
Rekai kufunga kuti ndidouya kudzoisa runyararo panyika, handinai kuuya kudzoisa runyararo, asi botso.
Pakupedzisira, hama, ndinoti chisarai. Kohororai nzira dzenyu, inzvai chikumbiro changu, bvumiranai, garisanai murunyararo, Mwari worudo norunyararo mbaave nemi.
kupasa chiedza kuno avo vadogara murima nomumumvuri woipfa,
nokutungamira tsoka dzedu munzira yorugare."
Asi kana asingatende wacho wada kusiya, mbazviite daro, padodaropo hama kana hanzvadzi idosungiwaba. Ndava Mwari adotidaidzira runyararo.
Pakarepo padobirika rimwe bhiza, ridotsvukuruka, wanga adorigadha adobvumidziwa kubiritsa runyararo panyika, uye kuti vanhu vabayane, futi adopasiwa bakatwa rikuru.