3 Mbakureke kuva noanokufurirai nonzira dzomabhwodo, ndava zuva rakarero rinouyaba, kusvikira kupandukira kwathanga kuitika, nomunhu anochora mutemo waonesewa pachenu, iye adotemehwa kuparadziwa, 4 anoshora nokuzvitutumadza pamusoro pozvese zvinoitiwa mwari kana zvinonamatiwa, zvokuti anotoisa mupando wache muimba yaMwari, achizviti ndiye Mwari.
Publicidade