1 Zvino kana mudomutsiwa pabodzi naKhirisitu, tsvagai zvinhu zviri kumusoro, kuna Khirisitu, adogarikika kujanja roruji raMwari. 2 Fungai zviri kumusoro, aikona kuzvinhu zviri panyika.
Publicidade