14 Itai zvinhu zvese musinganyunyute kana kuita nharo, 15 kuti muve vanhu vasinai chavanonenedzehwa novadochena, vana vaMwari vasinai murandu pakati porudzi ridopombonyoka, ridotaika ramuri pakati parene muchivhenekera kunge nyenyedzi mudenga,
Publicidade