Pular para o conteúdo
Publicidade

Filipenses 2

5 Ivai nomufungo uyu pakati penyu wanga uri muna Khirisitu Jesu,

6 iye kunyange wanga adofanana naMwari,

haanai kuti kuenzana naMwari chinhu chinofanira kubatitsitsiwa,

7 asi adosiya zvaanga ari achitora unhu hwomuranda,

adozvariwa ari muchimiro chovanhu.

Veja também

Filipenses
Ver todos os capítulos de Filipenses