Publicidade

Filipenses 3

7 Asi zvese zvandidowana kare, ndidozviita zvinhu zvomangamanga nokuda kwaKhirisitu. 8 Pamusoro pozvakarezvo zvinhu zvese zvidova zvomangamanga kwandiri nokuda kwokunaka kudopindiridza kwokuziva Khirisitu Jesu Ishe wangu. Nokuda kwache ndidotaikihwa nozvinhu zvese, uye zvinhu zvese ndidozviita manyara, kuitira kuti ndiwane Khirisitu

Veja também

Filipenses
Ver todos os capítulos de Filipenses
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-