19 Tinoda nokuti adothanga kutida. 20 Kana umwe munhu achiti, "Ndinoda Mwari," achizonda hama yache, anobhwodoka, ndava uyo asingade hama yache yaanoona, haangade Mwari waasinai kuona.