5 Nochikonzero chakarechi, edzai nopamunokona napo pese, kuti muingidzire buya pakutenda kwenyu, nopabuya ruzivo, 6 noparuzivo kuzvidzora, nopakuzvidzora kuchiirira, nopakuchiirira umwari, 7 nopaumwari kufarira abiyenyu, nopakufarira vabiyenyu rudo.