Mazuva Yokupedzisira
1 Asi unzvitsitse kuti mumazuva yokupedzisira kuchava nonguwa inotambudza. 2 Nokuti vanhu vachava vanozvida, vanoda mari, vanozvitutumadza, vanobatana uyanga, vanoshora Mwari, vasingateerere vabereki, vasingatende, novasiri vatsvene, 3 vasinai rudo, vasingaregerere, vanofudza vabiyavo, vasingazvidzore, vanochisa, vanovenga zvidonaka,