15 kuti kubva paucheche hwako udoziva magwaro matsvene, yanogona kukurairira kuruponiso kuburikidza nokutenda kuri muna Khirisitu Jesu. 16 Magwaro yese yadofemehwa naMwari, futi yanobatsira kudzidzisa, kutsiura, kunhadzirisa, nokupingudza mukururama, 17 kuti munhu waMwari ave adokwana zvizere, adonhadzirihwa basa rese ridonaka.