3 Ndava nguwa ichasvika vanhu pavacharamba dzidziso idonaka, asi nondava yonzeve dzinonyeredzera kunzva zvavanoda vachazviunganidzira vadzidzisi vanonyaira zvinoda kunzviwa nonzeve dzavo. 4 Vachasiya kutetekera chokwadi votaika vachitetekera zvinzano.