16 Nokudaro mbakureke kuva nomunhu anokupasai mhosva pamusoro pozvokuja kana zvokumwa kana nokuda kwomutambo kana mutambo wokugara kwomwedzi kana wosabata. 17 Zvakarezvi mumvuri basi wozvichauya, asi chokwadi ndiKhirisitu.
Publicidade