8 Asi manje biritsai zvese zvinoti: ukari, kugumbuka, kuzonda, kutukana, nokutaura zvidofumuka nomuromo wenyu. 9 Rekai kubhwodokerana, nokuti mudobiritsa unhu hwokare nomabasa yahwene, 10 mudosimira munhu mutsva, ari kuvandudziwa pakuziva, kuti afanane noMusiki wache.
Publicidade