Pular para o conteúdo
Publicidade

Colossenses 3

9 Rekai kubhwodokerana, nokuti mudobiritsa unhu hwokare nomabasa yahwene, 10 mudosimira munhu mutsva, ari kuvandudziwa pakuziva, kuti afanane noMusiki wache. 11 Pano hapachinai muGiriki nomuJudha, adochecheudziwa noasinai kuchecheudziwa, mutohwa kana nyamungu, muranda kana adosununguka, asi Khirisitu ndiye zvese, uye ari munovese.

Veja também

Colossenses
Ver todos os capítulos de Colossenses