15 Rekai kuda nyika nozvinhu zviri mairi. Kana umwe akada nyika, rudo raMwari harisi maari. 16 Nokuti zvese zviri munyika zvinoti, kuchiva kwonyama, kuchiva kwomeso nokuzvikudza pakurarama zvinobvaba kuna Baba asi zvinobva munyika.