20 Asi mudozodzewa naiye Mutsvene, futi mese munoziva chokwadi.
27 Kana muri imi, kuzodzewa kwamudoitiwa naiye kunogara mamuri, futi munodaba kuti pave noangakufundisei. Asi sezvamunofundisiwa zvinhu zvese naiko kuzodzewako, kuri kwochokwadi, aikona kwomabhwodo, sezvakudokufundisai, garai maari.