10 Ndipo panomutsauko watinoziva nawo vana vaMwari novana vajabhurosi. Wese asingaite zvidorurama haazi mwana waMwari, futi naiyewo anozonda hama yache.