Pular para o conteúdo
Publicidade

1 João 4

9 Munozvakarezvi rudo raMwari ridonangidziwa pakati pedu, kuti Mwari adotumira panyika Mwanakomana wache mubodzi, kuti tirarame kuburikidza naye. 10 Rakareri ndiro rudo, aikona kuti tidoda Mwari, asi kuti iye adotida ndokutuma Mwanakomana wache kuti ave chibairo chozvitadzo zvedu.

11 Hama dzangu, sezvo Mwari adotiditsa daipa, tinofanira kudananawo pakati pedu.

Veja também

1 João
Ver todos os capítulos de 1 João