14 Kwakareku ndiko kuvimba kwatinako maari, kuti kana tichikumbira chinhu chipi zvachene chinoenderana nozvaanoda, anotinzva. 15 Futi tikaziva kuti anotinzva panozvese zvatinomuruvira, tinoziva kuti tava nozvese zvatinokumbira.