18 Tinoziva kuti wese adozvahwa naMwari haarambe achitadza, asi uyo adozvahwa naMwari, anochengetedzewa naye, adoipa haagone kumukanganisa. 19 Tinoziva kuti tiri vache Mwari, futi kuti nyika yese iri pasi posimba roadoipa.