18 Ndava munoziva kuti hamunai kudzikinuhwa nozvinoparara zvinenge sirivha kana ndarama kubva munzira dzenyu dzisinai nomusoro wese dzamudosiihwa nomadzibaba yenyu, 19 asi nogazi rinokosha raKhirisitu, kunge rohwayana risinai chinoshoreka kana dondorozi.