18 Ndava Khirisitu adopfira zvitema kabodzi zvichibva zvakwana, adorurama panzvimbo yovasinai kururama, kuti akuisei kuna Mwari. Adobaiwa panyama asi adoraramisiwa muMweya,