Publicidade

1 Timóteo 2

9 Futi vanhukadzi mbavasimire zvidotsiga, zvidoremekedzeka futi zvidokodzera, vasinai kurukhiwa misoro kana kusimira zvipfeko zvondarama kana chuma kana zvipfeko zvinodhura 10 asi kuva nounhu hudonaka, hudofanira kuitiwa novanhukadzi vanoti tinonamata Mwari.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-