Pular para o conteúdo
Publicidade

1Timoti 3

2 Manje mutariri anofanira kuva asinai chinoshoreka, mbaave murume ano mukadzi mubodzi, munyoro, anozvidzora, anoremekedzeka, anogamuchira varendo, futi anokona kufundisa,

12 Mubatsiri mbaave murume womukadzi mubodzi, futi mbavave vanoraira vana vavo nokubata misha yavo zvidonaka.

Veja também