Pular para o conteúdo
Publicidade

1 VaThesaronika 4

3 Nokuti ikoku ndiko kuda kwaMwari, kuva kwenyu noutsvene, kuti mutsemberefuti upombwe, 4 kuti umwe noumwe adzidze kuzvibata panyama yache muutsvene futi zvinoremekedzeka, 5 aikona mukubatiwa nokuchiva kunge vadotaika vasingazive Mwari, 6 kuti pareke kuva noanotadzira hama yache pachinhu chakarechi kana kuita dzawira mutsvanda kuhama kana hanzvadzi. Ndava Ishe ndiye mutsiidzi pazvinhu zvese zvakarezvi, sezvatidogara takuchenjedzai zvidosimba. 7 Nokuti Mwari haanai kutidaidzira kuutsambwa, asi kuupenyu hutsvene.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também

1 Tessalonicenses
Ver todos os capítulos de 1 Tessalonicenses