6 Nondava yakarei ndinokukurudzira kuti upfutidzire chipo chaMwari, chiri mauri chidouya nokukubata pamusoro kwandidoita. 7 Ndava Mwari haanai kutipasa Mweya wokucha, asi Mweya wosimba noworudo nowokuzvidzora.