5Kwaari mbakuve nokubhwinya nokusingaperepere. Ameni.
10Anga ipopa ndiri kutsvaga kutambirika novanhu chere, kana naMwari? Kana pamwe ndiri kuedza kufadza vanhu? Dai ndichiri kuedza kufadza vanhu, ndaivaba muranda waKirisitu.
24Vadobva vakudza Mwari nokuda kwangu.