12Ndidotuma Tikikasi kuEfeso.
Resultados da busca por "fé"
33 resultados encontrados
- Capítulo 4
2 Timóteo 4
KoreKore Bible TranslationMostrando versículo 12 de 22 - Capítulo 15
Romanos 15
KoreKore Bible TranslationMostrando versículos 10–33 de 3310Pakamu zvinonzi"Farai novanhu vache imipa vodzimwe Ndudzi."
16kuti ndive mushumiri waKhirisitu Jesu kuvanhu vodzimwe Ndudzi ndichiita basa rouphirisita hwovhangeri raMwari, kuti vodzimwe Ndudzi vave mupiro unotambirika kuna Mwari, udochenesewa naMweya Mutsvene.
33Mwari worunyararo mbaave naimimi mese. Ameni
- Capítulo 16
Romanos 16
KoreKore Bible TranslationMostrando versículo 1 de 271Ndinoreverera hanzvadzi Febhi kwamuri, mushumiri wokherekhe iri kuKeningiriya,
- Capítulo 3
Tito 3
KoreKore Bible TranslationMostrando versículos 8–15 de 158Kunyaira kwakareku nghokwochokwadi.Ndinoda kuti iwepa usimbise zvinhu zvakarezvi, kuitira kuti avo vadotenda muna Mwari vachenjere kuva vanoita mabasa yadonaka, zvakarezvi zvidonakitsa futi zvinobatsira vanhu.
10Asi kumunhu anopesanisa, ukamudzuma kabodzi kana kairi, musiirefuti,
15Vese vandinavo vari kukumoresa. Ndimoresereiwo avo vanotida pakutenda.Mutsa mbauve nemi mese.
- Capítulo 13
Hebreus 13
KoreKore Bible TranslationMostrando versículos 1–25 de 251Rudo mbarirambe riripo pakati pohama.
21mbaakukwanisei nozvinhu zvese zvidonaka kuti muite kuda kwache, iye achishanda mukati menyu zvinhu zvinofadza pamberi pache, kuburikidza naJesu Khirisitu, mbaave nokubhwinya nokusingaperepere! Ameni.
25Mutsa mbauve nemi mese. Ameni.
- Capítulo 7
Hebreus 7
KoreKore Bible TranslationMostrando versículos 15–23 de 2815Zvakarezvi zvidonyanya kuva pachenu zvokuvapo kwoumwe muphirisita adofanana naMerikizedheki,
20Futi yanga inomhiko. Nokuti vamwe vadova vaphirisita pasinai mhiko,
23Vaphirisita vokare vanga vari vazinji pauwandu, nokuti vanga vachitadzisiwa noipfa kuramba vari pabasa,
- Capítulo 3
2 Tessalonicenses 3
KoreKore Bible TranslationMostrando versículos 4–18 de 184Futi tinovimba kuti muna Ishe, kuti muri kuita futi muchaita zvinhu zvatinokurairai.
5Futi dai Ishe watungamira mwoyo yenyu kurudo raMwari, nomukutsungirira kwaKhirisitu.
18Mutsa waIshe wedu Jesu Khirisitu mbauve naimimi mese.
- Capítulo 16
1 Coríntios 16
KoreKore Bible TranslationMostrando versículo 8 de 248Asi ndichagara paEfeso kusvika paPendekositi,
- Capítulo 12
1 Coríntios 12
KoreKore Bible TranslationMostrando versículo 11 de 3111Zvese izvi zvinofemehwa naMweya mubodzibodziyo, anopereka sezvaanoda kumunhu nomunhu.
- Capítulo 1
Colossenses 1
KoreKore Bible TranslationMostrando versículos 6–8 de 296ridouya kwamuri. Fanike zvaridoitawo munyika yese. Kubva pazuva ramudonzva nokunzvitsitsa mutsa waMwari muchokwadi, vhangeri riri kubereka zvibereko richipararira pakati penyu.
7Sezvamudodzidza kubva kuna Epafurasi muranda anodikana pabodzi naisisu. Iye mushumiri adotendeka waKhirisitu adotimiririra
8uye iye adotiudza zvorudo renyu muMweya.
- Capítulo 12
Marcos 12
KoreKore Bible TranslationMostrando versículos 9–30 de 449Chii chichaitiwa nomwenekachiro womunda? Achauya achibaya vashandi vakarevo, wopasa vamwe munda wache.
10Hamunai kuverenga gwaro rakareri nai?‘Ibhwe ridorambiwa novavakhindiro ridodzova musoro wokhona.
30Futi unofanira kuda Ishe Mwari wako nomwoyo wako wese, nomweya wako wese, nokufunga kwako kwese, nosimba rako rese.’
- Capítulo 22
Apocalipse 22
KoreKore Bible TranslationMostrando versículos 1–21 de 211Zvino ngirozi idondinangidza hwizi hwomvura youpenyu, iri ngwiro kunge matarara, yanga ichiyerera ichibva pamupando woushe hwaMwari nohwoHwayana,
17Mweya noMuroora vanoti, "Uya."Naiye anonzva mbaati, "Uya."Noanonyota mbaauye, anoda mbaatore mvura youpenyu pasinai chaanobhadhara.
21Mutsa waIshe Jesu mbauve novanhu vese. Ameni.
- Capítulo 1
Apocalipse 1
KoreKore Bible TranslationMostrando versículo 11 de 2011richiti, "Zvaunoona nyora mubhuku wozvitumira kumakherekhe manomwe, kuEfeso, nokuSimina, kuPegamo nokuThiyatira, kuSadhisi nokuFiradhefiya nokuRaodhesiya."
- Capítulo 11
João 11
KoreKore Bible TranslationMostrando versículo 16 de 5716Thomasi, waiitiwa womamhasa adoti kuno vadzidzi biyache, "Tiendeiwo naye, kuti tipfe pabodzi naye."
- Capítulo 3
2 Coríntios 3
KoreKore Bible TranslationMostrando versículos 4–10 de 184Chakarecho ndicho chivimbo chatinacho kuna Mwari.
8ko ushumiri hwoMweya hungaveba nokuyetima kukuru nai?
10Ndava icho chaiyetima chatsinzinirafuti nondava yokuyetima kunochikunda.
- Capítulo 6
Gálatas 6
KoreKore Bible TranslationMostrando versículos 1–18 de 181Hama, kana munhu akabatiwa achitadza, imipa vanorarama mumweya mudzoreredzei mudopfava. Asi chenjerai, kuti naimipawo mureke kuedzewa.
7Rekai kunyengedzewa, Mwari haasekewe, ndava chese chinojariwa nomunhu ndicho chaanokohwa.
18Hama, mutsa waIshe wedu Jesu Khirisitu mbazvive nomweya wenyu. Ameni.
- Capítulo 6
1 Timóteo 6
KoreKore Bible TranslationMostrando versículo 16 de 2116iye wega asingapfe futi anogara pachiedza chisingasvikike, asinai kumboonewa nomunhu futi asingaoneke. Kwaari mbakuve nokuremekedzewa nomasimba nokusingapere. Ameni.
- Capítulo 5
1 João 5
KoreKore Bible TranslationMostrando versículos 6–20 de 216Iyeyu ndiye adouya nomvura nogazi, Jesu Khirisitu, haanai kundouya nomvura basi, asi adouya nomvura nogazi. Futi Mweya ndiye anopfakaza, nokuti Mweya ndiye Chokwadi.
11Futi uhu ndihwo upfakazi hwokuti, Mwari adotipasa upenyu husingapere. Upenyu hwakarehu huri muMwanakomana wache.
20Futi tinoziva kuti Mwanakomana waMwari adouya kotipasa kunzvitsitsa, kuitira kuti timuzive iye anova chokwadi, futi tiri maari iye anova chokwadi, muMwanakomana wache Jesu Khirisitu. Ndiye Mwari wochokwadi noupenyu husingapere.
- Capítulo 3
Colossenses 3
KoreKore Bible TranslationMostrando versículos 2–15 de 252Fungai zviri kumusoro, aikona kuzvinhu zviri panyika.
6Nokuda kwozvakarezvi ukari hwaMwari huri kuuya.
15Motendera rugare raKhirisitu kuti ritonge mumwoyo yenyu nokuti ndizvo zvamudodaidzihwa mumuviri mubodzi. Uye pasai kutenda.
- Capítulo 11
2 Coríntios 11
KoreKore Bible TranslationMostrando versículo 24 de 3324Kashano ndidoshapuriwa nomaJudha shamhu makumi matatu nodzipfemba.