Basa raPhauro seMuranda woKherekhe
24 Zvino ndinofara mukutambudzika kwangu nokuda kwenyu, uye mumuviri wangu ndinozazisa zvidosara pamatambudziko yaKhirisitu nokuda kwomuviri wache, ndiyo kherekhe,