21 kunyangarihwa, kuraradza, undaradzi nomitambo idofumuka, nozvidofanana nozvakarezvi. Ndinokuchenjedzai, sezvandidomboita, kuti vanoita zvidodarozvo vanojaba nhaka youmambo hwaMwari.
23 kupfava nokuzvibata. Hapanai mutemo unopesana nokuita kudodai.