Pular para o conteúdo
Publicidade

Tiago 4

Chenjedzo pamusoro poKutongana

11 Hama, rekai kumbonyaira zvokunyangadzirana. Wese anonyaira achinyangadzira hama yache kana kumutonga, anotaura achinyangadzira mutemo nokuutonga. Kana uchitonga mutemo, hausi kuuchengeta, asi watova mutongi wawene.

Veja também