Chichenjejo Nokupambulwa Nozwechihedeni
14 Musijogwe pamwempela nabasinodimbwa. Nokuti zwinolyijana chini bululami nobubi? Kana kuti mwenje nenhilima zwinokamujana chini? 15 Kristo angawhanana chini naguluzhanje? Kana kuti undimbwi unoshangana chini nousinodimbwa?