11 Futi uhu ndihwo upfakazi hwokuti, Mwari adotipasa upenyu husingapere. Upenyu hwakarehu huri muMwanakomana wache. 12 Wese ano Mwanakomana anoupenyu, asi wese asinai Mwanakomana waMwari haanai upenyu.
Upenyu Husingapere
13 Ndiri kunyora zvakarezvi kwamuri vanotenda muzita roMwanakomana waMwari kuti muzive kuti munoupenyu husingapere.