14 Kwakareku ndiko kuvimba kwatinako maari, kuti kana tichikumbira chinhu chipi zvachene chinoenderana nozvaanoda, anotinzva.