20 Futi tinoziva kuti Mwanakomana waMwari adouya kotipasa kunzvitsitsa, kuitira kuti timuzive iye anova chokwadi, futi tiri maari iye anova chokwadi, muMwanakomana wache Jesu Khirisitu. Ndiye Mwari wochokwadi noupenyu husingapere.