Publicidade

1 João 5

3 Nokuti rakareri ndiro rudo raMwari, kuti tichengete mirairo yache. Futi mitemo yache haireme. 4 Ndava wese adozvahwa naMwari anokunda nyika. Uku ndiko kukunda kunokunda nyika iko kutenda kwedu. 5 Mbani anokunda nyika, kana asiri iyeyo anotenda kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari?

Veja também

1 João
Ver todos os capítulos de 1 João
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-