Upfakazi Pamusoro PaJesu Khirisitu
6 Iyeyu ndiye adouya nomvura nogazi, Jesu Khirisitu, haanai kundouya nomvura basi, asi adouya nomvura nogazi. Futi Mweya ndiye anopfakaza, nokuti Mweya ndiye Chokwadi.