Tariro Ipenyu
3 Mbaakudziwe Mwari naBaba vaIshe wedu Jesu Khirisitu! Mutsitsi dzache dzikuru tidozvahwa patsva kutariro ipenyu kuburikidza nokumuka kwaJesu Khirisitu kubva kuvadopfa, 4 nokunhaka isingapfuruke, yamudochengetehwa kudenga, isingasvipisiwe kana kuuna,