17 Raira vapfumi vomunyika yazvino, kuti vareke kuzvikudza kana kugurupira muupfumi husinai chokwadi, asi vaise tariro yavo muna Mwari anotipasa zvese zvinotinakira.