14 Nokuti ndiye rugare redu, adoita vairi kuti vave munhu mubodzi, futi adokoromora madziro yoruvengo yanga yachikonzera kutsvatsvana, 15 nokuparadza mutemo nomurairo, kuti asike maari munhu mubodzi mutsva panzvimbo yovairi, achiita rugare nozvakarezvo,
Publicidade
Publicidade