16 kuti akusimbisei mumunhu womukati muchiva nosimba kuburikidza noMweya wache zvichienderana nokupfuma kuri mukubhwinya kwache, 17 futi kuti Khirisitu agare mumwoyo menyu kuburikidza nokutenda, kuti imipa, muite midzi nokujirichira murudo,
Publicidade